Enzo Ishall Chinese Wake Up Lyrics

Yes 
Yes
Aye
Yes (Chira)
Yes of course

Vaye vaidzi dhonza tambo dza tacha
Inzwa chakandwa chati pfacha pfacha
Hazvina kuvhakacha no
Zviri mandiri
Musazo musazo casher
Mandirodzera zino sebanga remu butcher
Mukanyeperana kuti muchandi gocha
Munondinyangira muri ma poacher
Mabva mandi kanda mujecha

Pandinosimuka neChinese wakeup
Amana makesure mune backup
Kwete kuzoti yanga iri set up
Ndenge ndakutoda
Ndenge ndichitoda
Kusumuka ne Chinese Wakeup
Amana makesure mune backup
Kwete kuzoti yanga iri set up
Ndenge ndakutoda
Ndenge ndichitoda

Panenge pasisina choice
Ndadzoka zviri nice
Ndakukanda ka vice
Pachi buda ma slice (nice)
Makatonhora se ice
Pamariziva voice
Makuwerenga rice
Ndenge ndichi kavhira gap
Ndichitopinda deep
Nekututi ndine grip
Ndaunganidza hip 
Mahwanda muripi
Makuto vhura ma pipe
Pandino simuka ne Chinese
Ndiri pa easy
Mapinda busy
Ndirimu yenzi
Basa ndobata risina noise
Bvunza boys
Tarisa size
Tarisa prize
Iri pa rise

Pandinosimuka ne Chinese Wakeup
Amana makesure mune backup
Kwete kuzoti yanga iri set up
Ndenge ndakutoda
Ndenge ndichitoda
Kusimuka ne Chinese Wakeup
Amana makesure mune backup
Kwete kuzoti yanga iri set up
Ndenge ndakutoda
Ndenge ndichitoda

Madzva
Ndipo pama perera, madzva
Pamuri ipapo matodzva
Shoko richa famba wakadzva
Mabva matodzva
Ndimi muchazoudza vamwe kuti
Kunovhurwa another
Pasinga tariswe weather
Kubatanidza together
Mamero e same feather

Pandinosimuka ne Chinese Wakeup
Amana makesure mune backup
Kwete kuzoti yanga iri set up
Ndenge ndakutoda
Ndenge ndichitoda
Ndosimuka ne Chinese Wakeup
Amana makesure mune backup
Kwete kuzoti yanga iri set up
Ndenge ndakutoda
Ndenge ndichitoda

Panenge pasisina choice
Ndadzoka zviri nice
Ndakukanda ka vice
Pachi buda ma slice (nice)
Makatonhora se ice
Pamariziva voice
Makuwerenga rice
Ndenge ndichi kavhira gap
Ndichitopinda deep
Nekututi ndine grip
Ndaunganidza hip 
Mahwanda muripi
Makuto vhura ma pipe
Pandino simuka ne Chinese
Ndiri pa easy
Mapinda busy
Ndirimu yenzi
Basa ndobata risina noise
Bvunza boys
Tarisa size
Tarisa prize
Iri pa rise

Pandinosimuka neChinese Wakeup
Amana makesure mune backup
Kwete kuzoti yanga iri set up
Ndenge ndakutoda
Ndenge ndichitoda

Ndosimuka neChinese Wakeup
Amana makesure mune backup
Kwete kuzoti yanga iri set up
Ndenge ndakutoda
Ndenge ndichitoda




 

Post a Comment (0)