Yeah
Zvirikundirwadza Gamu, Ten
Ahh
Ndiripa remand
Ndiri mujere rake remazi demands
Anongo tsvaira bag haatsvaire chivanze
Ndikutsvaga maRands
Coz ati ndivhurire boutique
Ndi orderewo…
Musoro uri kutema unongopera nePizza
Amai vake anovashedza nezita
Akuda kuzviita kune vangu
(Gamu)
Unoomesera anokuda wacho
Uno donatera vamwe attention yako
Ma actions ako
We can’t deny kuti pano tension yaapo
Tension yaapo, Rent hapana
Landlord feeling like ahh dai tikatama
Gamu mira ndimbo kuTuner
Dai ndakaziva kuti rima rinoruma
Gamu zvaiguma, zvaiguma
Ma best friends ako maGuys
You said not to worry
Coz vane mawives
Angori maVibes but you always going out
And you never seem to tell each other amana kwayedza
You party till nyanga dzakumera pamadhongi
Manje ndiri inini ndiri kuswera pamajoki
Shandisa mari zvine brain
Mai havana shamgu imbovatengera maTommy
Gamu hakuna movie isingaperi
Bvunza Tyler Perry, bvunza kana anyone
Ndakati ndipe mukana
Mwanasikana when you said yes i was thinking zvabhadhara
Those days ndaidzoka wakabika
Now when i text wakundisendera maSticker
Ndakufenzwa nemajita, Ndakufenzwa nemajita
Before fame i was munhu ari quiet
It wasn’t magic, It wasn’t science
So i had to be alone ndaisada vayenzi
Until I saw a different kind of diet
I started doing things zvinogona kukwadza talent
All this beefing wasn’t ever in my character
I’m just manifesting bitterness
Zvaku shower now zvakunditora power
Pakutoda crawa
I was feeling gangster coz ndandichiona power
And i can’t sleep kurara kwangu kutora hour
Am i still saying hobho ndangariro
I can’t feel pain tsono pamadziro
Doro pamabiko, doro pamariro