Jah Prayzah - Svovi Lyrics

(Verse 1)

Checker, 

Kana ndaka cheka mucheka

Bokola

Kana ndichifamba na darli wangu

Setter vasikana vakunzwa nyota

Bokola twunhu twandinoita na darli wangu


(Chorus)

Svovi Yangu tichango famba munzira imwe

Svovi yangu, tichangoita chero zvadiwa nehana

Svovi Yangu tichango famba munzira imwe

Svovi yangu, tichangoita chero zvadiwa nehana


(Verse 2)

Sunga Sungano 

kuti nga nga nga sunga

Kiya, kana mba mba mba kiya

Nhongai nyama,

Vasikana ndati imwai mhamba

Varai dama

Vakomana ndati chinjai mupaka

Hala, kana wandigaya hala

Tamba zvinyoro nyoro semukaranga


(Bridge)

Eh eh eh

Gaya Gaya

eh eh 

Ukanditsvinyira uchandi gaya

Eh eh eh

Gaya Gaya

Oh hoo ohh ohh


(Chorus)

Svovi Yangu tichango famba munzira imwe

Svovi yangu, tichangoita chero zvadiwa nehana

Svovi Yangu tichango famba munzira imwe

Svovi yangu, tichangoita chero zvadiwa nehana


Svovi Yangu tichango famba munzira imwe

Svovi yangu, tichangoita chero zvadiwa nehana

Svovi Yangu tichango famba munzira imwe

Svovi yangu, tichangoita chero zvadiwa nehana

End.

Check out the songs details here

Post a Comment (0)