Dark Mode

Takura - Ndini Ndinaye (Featuring Gze) Lyrics

 


Hook Ndini ndinaye Mwana wenyu ndini ndinaye Shewe ndini ndinaye Mudon wenyu ndini ndinaye Ahh Verse 1 Ndozvazvino bhowera System yako ye curfew Kungodai wawoneka Mira mhani iwe mhani Take it easy for me I dont wanna do this on my own Yvy Calm down Ndoda kuti uzodzokera when the sun down Bata pasi busser wine Hanty ndiwe wati une appetite Ini handinzwe mushe when you’re outtta sight Iwe usandi pushe running outta time Oooweee Mama needs a reason oouu Tell her ndina VaShonhai Ndichauya naye makseni Ini ndichauya naye pa den Hook Ndini ndinaye Mwana wenyu ndini ndinaye Shewe ndini ndinaye Mudon wenyu ndini ndinaye Ahh  
Verse 2 Saka ndichi protester System yako yema depature This time i wont let you leave my side Saka if you wanna vibe you call my line I’ll be on deck waiting for your love I’ll be on deck waiting for your love yeaaah Bata pasi busser wine Hanty ndiwe wati une appetite Ini handinzwe mushe when you’re outtta sight Iwe usandi pushe running outta time Oooweee Mama needs a reason oouu Tell her ndina VaShonhai Ndichauya naye maksen Ini ndichauya naye pa den Hook Ndini ndinaye Mwana wenyu ndini ndinaye Shewe ndini ndinaye Mudon wenyu ndini ndinaye Ahh Verse 3 : GZE Two mabhuru, iyi tsvakirai kuno Tipirai tezvara tirikungwava rusambo Asi nhasi tirikutsvedza nebango, ma eats emudziva tozochipindira pa dance floor Ndiriku grinder naye tiripaguyo, chi slow motion achikurunga chiwuno Mhamba hwemazambiringa tichinzwa reggae Tichiraura, tiri muchikepe keta ka dutty whine veta sele I'm just to score fanike pele, chibuda munhanga ndiravidze manhanga, special meat kuseva nehanga fanike safe sex ndokuprotector Dai matobvonga jembi amai mhofela tazadza rufaro seto supporter dembare, relationship goals paden patete hande Hook Ndini ndinaye Mwana wenyu ndini ndinaye Shewe ndini ndinaye Mudon wenyu ndini ndinaye Ahh.

 

No comments