Dark Mode

Takura Pafoni Lyrics (Featuring Freeman HKD)



LYRICS: Intro 5 star gallis Okay okay okay okay okay okay Hook Mazuvano handione kufamba kwe time pafoni Pauno texter zverudo ndino smiler Unondi dhomotsa (dhomo) pafoni Pauno texter zverudo netuma emoji Oti mhofu hasha kuwanda, mukanyarara maswera kupiko Sama sama kana mukandisiya ndinga parara huyai pafoni Verse 1 (Freeman) Mood mudenga cloud 9 Ndonyaya dziri kutaurwa mu sendirayini Kuti takuita kunge solo na mutsai Handifare kana ukaenda offline Ma gallis vanokuti uri bhiza One munhu agona kundi dzikamisa Hona kufara wangopinda online Sender pic ndimbo zoomer body design Pre-Hook Oh yea oh yea baby huya ndikukise munzeve I want a real ting not one night stand Ma gallis rudo hatizeze Oh yea oh yea mama you are a sugar and spicey pricey yeaa Ndatenga bhanduru baby huya online Hook Mazuvano handione kufamba kwe time pafoni Pauno texter zverudo ndino smiler Unondi dhomotsa (dhomo) pafoni Pauno texter zverudo netuma emoji Oti mhofu hasha kuwanda, mukanyarara maswera kupiko Sama sama kana mukandisiya ndinga parara Huyai pafoni Verse 2 (Takura) Ndatenga bhanduru baby check your phone and come online please Ndakatobata ma car keys Ukati ndiuye ndouya Ndibate pafoni wakumba I can’t deny ndanyura mu love I’m keen to see where this love gon take us Usagare kure kure nerunhare baby Pre-Hook Oh yea oh yea bby huya ndikukise munzeve I want a real ting not one night stand Ma gallis rudo hatizeze Oh yea oh yea mama you are a sugar and spicey pricey yeaa Ndatenga bhanduru bby huya online Hook Mazuvano handione kufamba kwe time pafoni Pauno texter zverudo ndino smiler Unondi dhomotsa (dhomo) pafoni Pauno texter zverudo netuma emoji Oti mhofu hasha kuwanda, mukanyarara maswera kupiko Sama sama kana mukandisiya ndinga parara Huyai pafoni. Produced by: YoungNash & Sunshine

No comments