Holy Ten - Delilah lyrics
Holy Ten - Delilah lyrics
Tarira kwatakabva
Mwanangu ndinoshuwira
Usangodyire pese pese unopfuwira
Unomukirwa nezvinorova
nedzinopisa nedzinotova
Mboma ndodzinoponda
Hona waane maronda
Tarira kwatakabva
Tarira kwatakabva
Fofa fofa nema works
Hatina zvatakaba
I was paDen the other day
Ndikati mhamha ndarira saZhakata
Vakati mwanangu tozvikudza
Asi usadhibha kunamata
Ukamuka usa skipper prayer
Terera haiwa usabhaiza Muku
Mvura yakasviba usachera (chera)
Aiwa ungadaidza rufu
Ukamuka usa skipper prayer (nyengetera)
haiwa usabhaiza Muku (usashaisha)
Mvura yakasviba usachera (chera)
Terera aiwa ungadaidza rufu
Ahaa, Handinga rukutike muripo mambo
Fenzai venyika vasaenda neni
Handinga zunguzike muripo mambo
Itai Delilah asaenda neni
Itai Delilah asaenda neni (asaenda neni)
Itai kuti maguys angu asadaidza Melissa
Panguva dzeku performer
Timbomira zvekuteya ngoma
Ndimbosiya zvekusheya shoma cash
Tino shaker dzikadai
Imi tererai amai
Kiti inotopondwa ikabereka mazai (heya hee)
Mviro mviro dzeku broker
kuperera mu ve jana
Saka usabhaiza Muku
Ahaa
Handinga rukutike muripo mambo
Fenzai venyika vasaenda neni
Handinga zunguzike muripo mambo
Itai Delilah asaenda neni
Handinga rukutike muripo mambo
Fenzai venyika vasaenda neni
Handinga zunguzike muripo mambo
Itai Delilah asaenda neni
Handinga rukutike...
Fenzai venyika vasaenda neni
Handinga zunguzike muripo mambo
Itai Delilah asaenda neni
Holy Ten - Delilah lyrics
