Trevor Dongo Let me go Lyrics

Paivepo ini newe tichi pengesana
Dzamara tisvike pakafira sarungano
Kunongedzana ini newe tichi pomerana
Kudakara moyo yedu yadundirwa

Handisi inini 
Ndakaita sarudzo kuti tisiyane
Ndiwe Wakaenda

It wasn't me no
All I ever wanted was to love you
Ey Yeaaah

Ndinoziva
Waisada kuti ini ndiende
But you gotta let me go

Ndinoziva
Waisada kuti rudo rwupere
But you gotta let me go

Ndokumbira, ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu

Ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu

Ndakaedza kushingirira
Ndini ndega ndai firi rira
Kuita sendichazvi sungirira
But you still walked away

Ko kuti ndifare zvakaipei
Ndakakupa mukana
Wakaitei
Iyei wandinaye 
atadzei
Ndisunungure
Ndisunungure

Ko kuti ndifare zvakaipei
Ndakakupa mukana
Wakaitei
Iyei wandinaye
atadzei

Ndinoziva
Waisada kuti ini ndiende
But you gotta let me go

Ndinoziva
Waisada kuti rudo rwupere
But you gotta let me go

Ndokumbira, ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu

Ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu

Ndisiye ndiende
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu

you gotta let me go
you gotta let me go

Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu

Ndisiye ndiende
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu

You gotta let me go
You gotta let me go

Ndisiye ndiende
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu

You gotta let me go
You gotta let me go

Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu

Ndinoziva
Waisada kuti ini ndiende
But you gotta let me go

Ndinoziva
Waisada kuti rudo rwupere
But you gotta let me go

2 Comments

Post a Comment