They always worry about kuchemera attention, usachemera attention
Coz inini i will be there
Ma Questions ndokutsvagira maAnswer for everything
Sometimes effort ndoyega ine basa
Zvikaramba kumberi i can say ndakaTryer (No.. Chimbondisiya ndimbo tryer)
And i always make sure kuti maWords angu mashoma than maActions
But then kana wafunga kuita shamwari yangu, kuita mumwe wangu
Then, then usatambe nevamwe
Then hauchatambe nevamwe
Usatambe nevamwe
Uri shamwari yangu
Uri mumwe wangu
Kubva nhasi hauchatambe nevamwe
Nhasi hauchatambe nevamwe
hauchatambe.. Unoona handisi munhu wevanhu
Saka ukazobatikira batikira everywhere
Unenge wakundibhaizira big time (bhaizira big time)
Unoona i don’t trust zviri easy
Munhu wandanga ndinaye last time before iwewe
Akazondibhaizira big time
Yet akandibhaizira big time
Ndikawana time ndichatsanangura
Zve Last time ndakabhaizirwa big time, ndakabhaizirwa big time
Or i can say ndakavharwa akandibhilivhisa
She made me feel like ndikabvunza bvunza
Then ini ndakuDhipisa
Zvandaiudzwa, ndaiti bhoo
And we were close, close zvekuti ndaigona kutaura maSecrets andaisafanira kutaura
Pane this guy ainzi ndiye best friend
This other guy ainzi he is like a brother to me
Zvese izvi zvanga zvisina basa to me
Coz i believe kuti nobody can love
Then like me the same time
I hope hazvindiwane this time
This time ndichakuhwandisa
Vachakutsvaga vokushaya coz unenge uri wangu ndiri one
Wafunga kuita shamwari yangu, kuita mumwe wangu
Then, then usatambe nevamwe
Then hauchatambe nevamwe
Usatambe nevamwe
Uri shamwari yangu
Uri mumwe wangu
Kubva nhasi hauchatambe nevamwe
Nhasi hauchatambe nevamwe
hauchatambe.. Unoona handisi munhu wevanhu
Saka ukazobatikira batikira everywhere
Unenge wakundibhaizira big time (bhaizira big time)
Unoona i don’t trust zviri easy
Munhu wandanga ndinaye last time before iwewe
Akazondibhaizira big time
Yet akandibhaizira big time
Voltz akarema apa
ReplyDeleteAhh chibaba.
ReplyDeleteWOW VOLTZ IS A STAR
ReplyDeletePane this guy ainzi ndiye best friend
ReplyDeleteThis other guy ainzi he is like a brother to me
Zvese izvi zvanga zvisina basa to me
Coz i believe kuti nobody can love
Then like me the same time
I hope hazvindiwane this time
I like this part